KwaunobvaDuramazwiUusu

Duramazwi · zita

usu

Zvinoreva

Uso hwemunhu panyama (face).

1

Uso hwemunhu panyama (face).

Kana vanhu vachinzi vakatarisana vanenge vakanangidzana usu hwavo.

Kuti tsongo kudonhera mberi usu hwakatarisa pasi.

Kuti kumha kudonha usu hwakatarira pasi.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word