KwaunobvaDuramazwiCchiso

Duramazwi · zita

chiso

countenance · facial

Zvinoreva

Chiso kumberi komusoro kune maziso, mhino nemuromo.

1

Chiso kumberi komusoro kune maziso, mhino nemuromo.

Hapana wandakakwanisa kuona chiso chake nekuda kwemazihat avo avaive vakapfeka.

Ndakakuudzai kuti handimunzwisisi munhu uya nekuti chiso chake chinoramba kubuda paglass.

Handina kuziva kuti aive agumbuka here kana kuti but chaive chisisaratidze kufara chiso chake.

Zvakafanana

uso

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chisodzimate

Kana munhu akanzi aita chisodzimate anenge achema zvokunyepera, zvikuru parufu.

Verenga

Swipe for the next word