Duramazwi01 / 03hangiroHangiro chidimbu chehari yakapwanyika chinokangirwa zvinhu zvakaita semaputi.Verenga→
Duramazwi02 / 03hanisiMahanisi itambo dzinosungirwa pamuviri wedhongi kana bhiza kuti rikwanise kuzvuva gejo kana ngoro.Verenga→