KwaunobvaDuramazwiMmukamba

Duramazwi · zita

mukamba

Zvinoreva

Mukamba muti unoreba zviri pakati nepakati wakao-marara uye une mwoyo mutema, unoshandiswa kuveza zvinhu zvakaita sematuri.

1

Mukamba muti unoreba zviri pakati nepakati wakao-marara uye une mwoyo mutema, unoshandiswa kuveza zvinhu zvakaita sematuri.

Kondo igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.

Gondora igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.

Tumbatumba igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukambi

Mukambi munhu anoongorora nokudzidza maererano nezvouroyi uye zvemishonga inouraya.

Verenga

Swipe for the next word