KwaunobvaDuramazwiMmuKalanga

Duramazwi · zita

muKalanga

Zvinoreva

MuKalanga munhu anotaura chiKalanga, uye ane tsika nemararamiro evanhu vanogara kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika yeZimbabwe.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukamba

Mukamba muti unoreba zviri pakati nepakati wakao-marara uye une mwoyo mutema, unoshandiswa kuveza zvinhu zvakaita sematuri.

Verenga

Swipe for the next word