KwaunobvaDuramazwiWwabvura

Duramazwi

wabvura

Zvinoreva

Kana uchiwabvura unenge uchiruma nekudimbura chinhu chakapfava.

1

Kana uchiwabvura unenge uchiruma nekudimbura chinhu chakapfava.

Nyama yacho yainge yaibvisa zvokuti pataiidya taingoita zvokuwabvura.

Ndakazongoita zvokumwabvura nemaoko.

Kumwabvura kudambura chidimbu chidiki kubva pachinhu chikuru uchishandisa maoko.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wacha

Kana munhu achiwacha hembe anenge achishandisa sipo nemvura achidzikwiza kuti dzibve tsvina.

Verenga

Swipe for the next word