Duramazwi
wodzvora
-mwaradza
Duramazwi
Kuwodzora kuburitsa zvinhu zvakawanda panguva imwe.
Kuwodzora kuburitsa zvinhu zvakawanda panguva imwe.
Vakawodzvorera chibage pasi, vachitsvaga tsono yainge yadonheramo.
-mwaradza
Duramazwi
01 / 03wokera
Kuwokera kuona chinhu chinenge chichiitika, kazhinji chinonakidza.
VerengaSwipe for the next word