Duramazwi
kutura
-kusvura
Duramazwi
Kukutura kudurura zvinhu zvose zvinenge zviri pamwe panhu.
Kukutura kudurura zvinhu zvose zvinenge zviri pamwe panhu.
Vakakutura chibage chaiva mungoro vachibva vadzokera kumunda.
Kana munhu achirova runhare anenge ashandisa foni kutura mashoko ake kune mumwe ari kure.
Kana munhu akakutura chinwiwa anenge achimwa chose panguva imwe chete asina kumbozorora.
Akati doro rakange rasara tsitsa pamuromo, achibva angorikutura asina kumbofema.
-kusvura
Duramazwi
01 / 03kututa
Muchina weruzivo pamberi.
VerengaSwipe for the next word