KwaunobvaDuramazwiKkututa

Duramazwi

kututa

Zvinoreva

Muchina weruzivo pamberi.

1

Muchina weruzivo pamberi.

Kututa kubudisa ivhu panze tichiita kamurwi, kunoitwa nembeva kana makurwe, paanochera mwena yawo.

Ainge aneta nekututa murume wamamoyo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kutuu

Kuti kutuu kunhuwa zvinovharirira kwese kwese, zvikuru mushure mekunge munhu asura.

Verenga

Swipe for the next word