Duramazwi · zita
Zvinoreva
Shishi kuita chinhu pfungwa dziri pamwe chete, zvokuti unenge usinei nezvinenge zvichiitika panzvimbo yauri.
1

Kana kuchinzi kwaipa vanhu vanenge vari shishi kuita zvavari kuita vachiratidza kushingirira.
Shishi kuita chinhu pfungwa dziri pamwe chete, zvokuti unenge usinei nezvinenge zvichiitika panzvimbo yauri.
Nokudaro ndiri mushishi kuunganidza mari yekukuroora tizokwanisa kurera mhuri dzedu pamwe chete.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shishima
Kushishima kunetsa kwakanyanya, kune kuonererwa mukati, sezvingaita mwana aona mai vake.
VerengaSwipe for the next word