Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tiringindi kuedza kuita chimwe chinhu, asi zvichiramba kufamba zvachose.
1

Murume wokusumudza masimbi akati saga romunyu tiringindi, akaritadza.
Kuti tiringindi kuedza kuita chimwe chinhu, asi zvichiramba kufamba zvachose.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tirinhirika
Kana ukatirinhirika unenge wafambira zvimwe zvinhu ukasvikosvishaya.
VerengaSwipe for the next word