KwaunobvaDuramazwiTtireyi

Duramazwi · zita

tireyi

tray

Zvinoreva

Tireyi mudziyo wemukicheni wakapamhamha, unotakurirwa zvekudya zvichiendeswaa patafura.

1

Tireyi mudziyo wemukicheni wakapamhamha, unotakurirwa zvekudya zvichiendeswaa patafura.

Tireyi mudziyo wemukicheni wakapamhamha, unotakurirwa zvekudya zvichiendeswaa patafura.

Eshitireyi kamudziyo kanoisirwa dota refodya inenge ichiputwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tirimu

Kana munhu achiti tirimu anenge achiti akatumwa chinhu ochiita nokukasika sokutarisirwa kwazvo.

Verenga

Swipe for the next word