Duramazwi · zita
tirera
trailer
Duramazwi · zita
trailer
Tirera mudziyo wokutakurisa zvinhu, une mavhiri, unokweviwa nemota kana netarakita.

Tirera ibesu rerori, kunova ndiko kunotakurirwa zvinhu.
Munhu woga woga anobva mumhuri iyo ine basa rokutirera ichitipa simba rekunoshandira nyika.
Tirera ibesu rerori, kunova ndiko kunotakurirwa zvinhu.
Duramazwi
01 / 03tireyi
tray
VerengaSwipe for the next word