Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwacha kwacha kuita ruzha kunoita simbi dziri kubonderana.
1
Kuti kwacha kwacha kuita ruzha kunoita simbi dziri kubonderana.
Patakanzwa pagedhe kuti kwacha kwacha, takabva taziva kuti mbavha dziya dzakange dzadzoka zvakare.
Kuti kwacha kwacha kuita ruzha kunoita simbi dziri kubonderana.
2
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwachanura
Kukwachanura zvidimbu zvemarata zvakanamatirana kuzvipatsanura nechisimba kuti zvive chimwe chimwe.
VerengaSwipe for the next word