Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichidirwa mumudziyo zvikati mamata, zvinenge zvazara zvokusvika pamuromo wemudziyo wacho.
Kundangama.

Kana munhu akati mamata pane chimwe chinhu anenge aramba akachibatirrira, asingadi kuchiregedza.

Chimamata munhu anotaura achikakamira kana kunda-ndama.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mambakurira
Iyi inguva apo kunze kunenge kuchakasviba kwava kuda kuzoedza, shiri dzava kutanga kurira.
VerengaSwipe for the next word