KwaunobvaDuramazwiMmamashira

Duramazwi

mamashira

Zvinoreva

Kumamashira kubatirira pane chimwe chinhu zvakasimba.

1

Kumamashira kubatirira pane chimwe chinhu zvakasimba.

Murume wokuzourawa navanhu vaiva nepfuti akapfurwa akamamashira pamukadzi wake.

Kumamashira kubatirira pane chimwe chinhu zvakasimba.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mamata

Kana zvinhu zvichidirwa mumudziyo zvikati mamata, zvinenge zvazara zvokusvika pamuromo wemudziyo wacho.

Verenga

Swipe for the next word