KwaunobvaDuramazwiMmambakurira

Zvinoreva

Iyi inguva apo kunze kunenge kuchakasviba kwava kuda kuzoedza, shiri dzava kutanga kurira.

1

Iyi inguva apo kunze kunenge kuchakasviba kwava kuda kuzoedza, shiri dzava kutanga kurira.

Baba vanowanza kumutsa vakomana kuti vasunge n'ombe panguva dzemambakurira.

Zvine chekuita

mambakwedza

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word