KwaunobvaDuramazwiBbvupa

Zvinoreva

Bvupa ndiro rinosara panenge pabviswa nyama yose.

1

Bvupa ndiro rinosara panenge pabviswa nyama yose.

Kuti kekechu kun'en'ena chinhu chakaoma sezvakaita bvupa.

Bvupa ndiro rinosara panenge pabviswa nyama yose.

Kun'ura kudya nyama kubva pabvupa, kana tsanga dzechibage kubva pamuguri nemazino.

Zvakafanana

godo · bondo · bhonzo

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvupfuwere

Bvupfuwere vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word