KwaunobvaDuramazwiPpfupa

Duramazwi · zita

pfupa

bone

Zvinoreva

Kana uchipfupa midzimu unenge uchiiitira zvinhu zvinoifadza, zvakafanana nokubika doro rokuirangarira.

Nhengo yemuviri yakasimba (bone).

1

Kana uchipfupa midzimu unenge uchiiitira zvinhu zvinoifadza, zvakafanana nokubika doro rokuirangarira.

Handiti kumedza pfupa hunge warangana nehuro iko zvino aida kuona kuti vaviri ava vaitembei chaizvo.

Imbwa iri kugwegwedura pfupa rayanhonga kugomba remarara.

Imbwa kana munhu anenge achiguruguda anenge achinyatsodya pfupa achibvisa nyama yose.

2

Kupfupa kunyengera mumwe munhu kuti akanganwe chimwe chinhu.

3

Nhengo yemuviri yakasimba (bone).

Handiti kumedza pfupa hunge warangana nehuro iko zvino aida kuona kuti vaviri ava vaitembei chaizvo.

Imbwa kana munhu anenge achiguruguda anenge achinyatsodya pfupa achibvisa nyama yose.

Kuti gwegwedu kuruma pfupa kana chingwa chakaoma, sezvinoita imbwa ichidya bhonzo renyama.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfupfu

Kuti pfupfu kutsva kunoita danda rine mhango mukati maro.

Verenga

Swipe for the next word