Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvunzachido isarudzo inoitwa munyika vanhu vachivhota kuti vanobvuma here kana kuramba urongwa utsva kana mutemo mutsva.
1

MuZimbabwe makaitwa bvunzachido muna Kukadzi 2000, vanhu vakaramba bumbiro idzva romutemo mukuru wenyika.
Bvunzachido isarudzo inoitwa munyika vanhu vachivhota kuti vanobvuma here kana kuramba urongwa utsva kana mutemo mutsva.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvunzandibvume
puppet
VerengaSwipe for the next word