Duramazwi
-vhunzira-ringidza
Zvinoreva
Kushopera kubvunzira kun'anga kuti ikuzivisei kuti mofambisa sei zvavashakabvu venyu, kana kuti ikujekeserei zviri kutora nzvimbo pamatambudziko amunenge muinawo.
1
Kushopera kubvunzira kun'anga kuti ikuzivisei kuti mofambisa sei zvavashakabvu venyu, kana kuti ikujekeserei zviri kutora nzvimbo pamatambudziko amunenge muinawo.
Hakata dzen'anga inogona kushopera dzinotaridza dambudziko riripo, uve kuti ringapedzwa sei.
Rusumudzo imari shoma inobhadharwa kuti n'anga iuye kuzoshopera iri pamusha penyu.
Shoro igodo remhuka kana shiri rinoshandiswa nedzimwe n'anga sehakata pakushopera.
Zvakafanana
-vhunzira · -ringidza
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shopu
tuminzwa pamuviri wako, kanodya zvese tupuka nemirivo.
VerengaSwipe for the next word