KwaunobvaDuramazwiVvhama

Duramazwi

vhama

-gididza

Zvinoreva

Kuvhama kukandira mazai kunoita huku kana shiri.

Kuvhama kutaura zvokuchinyuka.

1

Kuvhavhama kurova mapapiro kunoita shiti ichibhururuka.

2

Zvakafanana

-gididza

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhamu

Kuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa chinhu chinokasira kubatira moto.

Verenga

Swipe for the next word