Duramazwi
Zvinoreva
Kuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa chinhu chinokasira kubatira moto.
1
Kuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa chinhu chinokasira kubatira moto.
Akange adira parafini pauswa zvokuti paakatungidza moto wacho wakangoita zvokuti vhamu.
Kuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa chinhu chinokasira kubatira moto.
2
Kuti vhamu kutinhira kunoita mota painotenderedzwa kiyi kekutanga.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhandanyuka
Kana zvinhu zvavhandanyuka zvinenge zvisisina kurongeka zvakanaka, izvo zvambenge zvakarongwa.
VerengaSwipe for the next word