KwaunobvaDuramazwiPposha

Duramazwi

posha

-potsa-posa-tadza-konewa-kanganisa-shaisha
1

Kuroposha kutaura zvakawandisa nezvimwe zvisina kufanira.

2

Kuposha kuita zvinhu zvakaipa kana kuti zvisiri izvo.

Kana vamweni vachikutsiura, iwewe waposha, bvumawo shamwari.

3

Kana vamweni vachikutsiura, iwewe waposha, bvumawo shamwari.

Kuroposha kutaura zvakawandisa nezvimwe zvisina kufanira.

Kuposha kuita zvinhu zvakaipa kana kuti zvisiri izvo.

Zvine chekuita

-potsa · -posa

Zvakafanana

-tadza · -konewa · -kanganisa · -shaisha

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

posheka

Kana vanhu vachiti mwana azviposheka madhaka vanenge vachireva kuti mwana iyeye azvizora-zora madhaka.

Verenga

Swipe for the next word