KwaunobvaDuramazwiRresva

Duramazwi

resva

Zvinoreva

Kuti resva kuita chinhu muri pamwe chete, makawanda. Zimunda rezviyo rakanzi resva navazukuru, tikazovirirwa munda wapera kusakurwa.

Kukanganisa.

1

Bhangi indima diki inosaririra pakati kana munhu aresva kubatira geja.

Kuti rugudu kupesana kwamabhonzo, sezvingaita kana waresva kutsika.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

retahedhi

Retahedhi ibepa rinogara rakatonyorwa zita nekero yekambani, rinoshandiswa pakunyora tsamba nemamwe magwaro.

Verenga

Swipe for the next word