Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimiro kana unhu hwechikadzi (womanhood/femininity).
1
Chimiro kana unhu hwechikadzi (womanhood/femininity).
Vanhukadzi pose patinosangana tinodzidzisana kodzero dzedu uye kuti tozvichengetedza sei.
Izvi zvaipawo uye zvichiri kupawo chiremerera kumunhukadzi.
Usafanana nemunhu anoda kuroora mukadzi ane moyo wakanaka asi kana otsvaga mukadzi uyu ongoti chero munhukadzi waaona.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hukama
relations
VerengaSwipe for the next word