KwaunobvaDuramazwiGgwavaira

Duramazwi

gwavaira

Zvinoreva

Kugwesha.

1

Kugwesha.

Kana munhu akanzi ane ngwavaira anenge achitambura, asina chokudya kana pokugara.

Ngwavaira idambudziko guru rinenge rawira munhu.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwavarira

Kugwavarira kurambirira uchikumbira chimwe chinhu kana rubatsiro.

Verenga

Swipe for the next word