Duramazwi
Zvinoreva
Kugwaura kurwadziwa nokudzimbikana kwenyama nokuda kwekuti munhu ari kurwara kana kuti akakuvara.
1
Kugwaura kurwadziwa nokudzimbikana kwenyama nokuda kwekuti munhu ari kurwara kana kuti akakuvara.
Ndakagwaura muswere wose ndabatwa nomudumbu.
Chigwaura idoro rinobikwa nokuibva zuva rimwe chete, rinodhaka chaizvo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwauta
Kugwauta kuhukura kana kuchema kunoita imbwa.
VerengaSwipe for the next word