KwaunobvaDuramazwiGgwatukwatu

Duramazwi · zita

gwatukwatu

Zvinoreva

Gwatukwatu inzvimbo inenge yakatemwa miti nemakwenzi. zvikapiswa kuti igorimwa mbesa.

Gwatukwatu kutomhoka-tomhoka kunoita sadza pamoto kana richiri bota, risati raiswa upfu hwakawanda kuti rikore.

1

Gwatukwatu idzvete tsvete rebundo rinomera pasi pomuti, kana mumunda uchangodyarwa mbesa.

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwau

Kuti gwau kuhukura kwembwa zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word