Duramazwi
ema [-yema]
-nyanyata
Duramazwi
Kuema kunetsa umwe munhu uchida kuonekwawo kana kungoitirwa twakawanda-wawanda.
Kuema kunetsa umwe munhu uchida kuonekwawo kana kungoitirwa twakawanda-wawanda.
Vana vadiki kazhinji, vakaona vabereki vavo vavanenge vaswera vasina kuona, vanobva vatanga kuema ivo vambenge vachitamba zvakanaka.
Kuema kuvimba nevamwe vanhu kuti vachakubatsira pane zvaunenge uchida.
-nyanyata
Duramazwi
01 / 03emba
Kukurudzira nenzira yehunhu.
VerengaSwipe for the next word