Duramazwi
-embedzera
Zvinoreva
Kuembedza kunonokera zvako uchiziva, uchida kuzosvika pane imwe nzvimbo zvinhu zvasvika pane nhanho yaunoda.
1
Kuembedza kunonokera zvako uchiziva, uchida kuzosvika pane imwe nzvimbo zvinhu zvasvika pane nhanho yaunoda.
Kupembedza kuratidza pachena kuti mumwe munhu haana mhosva yaanga achipomerwa.
Kufetyaira kufamba kokuzvida, munhu wakakotamira mberi nokurembedza maoko.
Aka kamudziyo kaunobata neruoko wakarembedza, kaine mvura kana chimwe-wo chinhu mukati.
2
Kana uchiembedza mwana ari kuchema unenge uchiedza kumunyaradza.
Zvakafanana
-embedzera
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03embera
Kutsanangura mashoko nenzira yeruzivo.
VerengaSwipe for the next word