Duramazwi · zita
embasi
embassy
Duramazwi · zita
embassy
Embasi muzinda wenyika unenge wakaimirira kune imwewo nyika yaunenge uri.

Embasi yeZimbabwe kuZambia iri muLusaka.
Embasi muzinda wenyika unenge wakaimirira kune imwewo nyika yaunenge uri.
Duramazwi
01 / 03embedza
Kuembedza kunonokera zvako uchiziva, uchida kuzosvika pane imwe nzvimbo zvinhu zvasvika pane nhanho yaunoda.
VerengaSwipe for the next word