Duramazwi
gwaya
chigwava
Duramazwi
Gwava imhando yehove inowanikwa mumadziva ane mvura inodziva, uye ine minzwa yakawanda.
Gwava imhando yehove inowanikwa mumadziva ane mvura inodziva, uye ine minzwa yakawanda.
Kuravidza chembere muto wegwaya mangwana inofira mudziva.
Mwanasikana akaera aravidzwa muto wegwaya asati otarisirwa kuseva sadza haazodzoreki zvachose.
Ava vana vehove yerudzi rwegwaya vasati vanyatsa kukura.
chigwava
Duramazwi
01 / 03gwayakwaya
Kana munhu achigwayakwaya anenge achimonyoroka-monyoroka nekurwadziwa zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word