KwaunobvaDuramazwiCchachanu

Duramazwi

chachanu

Zvinoreva

Kuti chachanu kumera nguva imwe chete kunoita mbeu dzakanyikwa mumvura.

1

Kuti chachanu kumera nguva imwe chete kunoita mbeu dzakanyikwa mumvura.

Zviyo zvakanyikirwa doro rebira zvakati chachanu mukati memamazuva matatu.

Kuti chachanu kumera nguva imwe chete kunoita mbeu dzakanyikwa mumvura.

2

Kuti chachanu kubudisa chinhu mumvura uchiita zvokukweva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachanuka

Kuchachanuka kubvira kubudiswa mumvura kwechinhu nokukasika.

Verenga

Swipe for the next word