KwaunobvaDuramazwiTtsigiro

Duramazwi · zita

tsigiro

allusion · endorsement · favor

Zvinoreva

Tsigiro rubatsiro rwaunowana kubva kuvanhu vanofarira kana kuwirirana nezvaunoita.

1

Tsigiro rubatsiro rwaunowana kubva kuvanhu vanofarira kana kuwirirana nezvaunoita.

Ipa tsigiro yakazara uchishandisa mazwi ari muchikwata chega chega.

Tsigiro rubatsiro rwaunowana kubva kuvanhu vanofarira kana kuwirirana nezvaunoita.

Kana ukaporomota munhu unenge wamupa mari kana rutsigiro kuti zvaanoita zvigobudirira.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsigisa

Kutsigisa munhu kunonzi kumupa mishonga inoita kuti ashaye chakaipa chinoitika kwaari.

Verenga

Swipe for the next word