KwaunobvaDuramazwiTtsigisa

Duramazwi

tsigisa

Zvinoreva

Kutsigisa munhu kunonzi kumupa mishonga inoita kuti ashaye chakaipa chinoitika kwaari.

1

Kutsigisa munhu kunonzi kumupa mishonga inoita kuti ashaye chakaipa chinoitika kwaari.

Kubiribididza kuita kuti munhu atsike-tsike pasi, achiedza kuzvitsigisa pakurwisana.

Kuti ndana ndana kufamba sechana chiduku, uchizvitsigisa kuti urege kudonha.

Kana uchinjanjaridza munhu akadhakwa unenge uchimutsigisa kwekanguva, kuti asadonha.

2

Kutsigisa hana yemunhu kumupa mushonga wekuti asavhunduka kana achinge aponda munhu kana kupara imwe mhosva.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsigu

Kuti tsigu kubvisa chinhu chakanyura muvhu nesimba.

Verenga

Swipe for the next word