KwaunobvaDuramazwiRrutsigiro

Duramazwi · zita

rutsigiro

allegiance · biblically · recommendation · support

Zvinoreva

Rutsigiro chishuwo kana kushanda kunoita munhu kuitira kuti mumwe abudirire pane zvaanenge achiita.

1

Rutsigiro chishuwo kana kushanda kunoita munhu kuitira kuti mumwe abudirire pane zvaanenge achiita.

Kana ukaporomota munhu unenge wamupa mari kana rutsigiro kuti zvaanoita zvigobudirira.

Akapero mumhanzi unoimbwa mashoko chete pasina rutsigiro rwemagitare.

Rutsigiro chishuwo kana kushanda kunoita munhu kuitira kuti mumwe abudirire pane zvaanenge achiita.

2

Rutsigiro chipo, zvikuru chemari, chinopiwa munhu anenge achiita bhizimisi kana rimwewo basa kuti awedzere pane zviripo kuitira kuti agobudirira.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rutsikidzo

Rutsikidzo chivimbiso chaunopa munhu chokuti uchazochengeta chakavanzika, pasina chero mumwe munhu wauchataurira.

Verenga

Swipe for the next word