Duramazwi01 / 03VaNyachideIri izita remadunhurirwa rinopuwa mukadzi anenge achinyanya kudiwa nomurume pabarika. Iyeyu mukadzi mudiki achangoroorwa ndiyezve atova VaNyachide pamusha ipapa.Verenga→