Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izita remadunhurirwa rinopuwa mukadzi anenge achinyanya kudiwa nomurume pabarika. Iyeyu mukadzi mudiki achangoroorwa ndiyezve atova VaNyachide pamusha ipapa.
1
Iri izita remadunhurirwa rinopuwa mukadzi anenge achinyanya kudiwa nomurume pabarika. Iyeyu mukadzi mudiki achangoroorwa ndiyezve atova VaNyachide pamusha ipapa.
Nyachide mukadzi anodiwa kupinda vamwe vose pabarika. Pabarika sadza rinodyiwa nemurume kazhinji nderaVaNyachide.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vanyamukuta
Vanyamukuta munhu anobatsira madzimai pakuzvara.
VerengaSwipe for the next word