Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kutaura munhu mukuru anenge ariye anokosha pagungano kana zvimwewo zvinenge zvichiitwa. Tichakamira kudaro ngatiomberei maoko Vanoremekedzwa VaPurezidhendi vedu.
1
Iri izwi rinoshandiswa kutaura munhu mukuru anenge ariye anokosha pagungano kana zvimwewo zvinenge zvichiitwa. Tichakamira kudaro ngatiomberei maoko Vanoremekedzwa VaPurezidhendi vedu.
Chokwadi murume kuita kuona kuti baba vanoremekedzwa kunext door kwake ingori yoweee-yowee chete.
Murandu i nyama, doro kana zvimwewo zvinopihwa vanhu vanoremekedzwa zvisati zvasvitswa kuruzhinji.
Musunga idoro rinodhaka chaizvo rinobva pane rimwewo doro rinenge rabikwa, uye rinowanzopihwa vanhu vanoremekedzwa panonwiwa hwahwa.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vanotsigirwa
backed
VerengaSwipe for the next word