KwaunobvaDuramazwiTtunhidzwa

Duramazwi

tunhidzwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akatunhidzwa anenge akaregererwa achiita katsika kakaipa pasina anomutsiura.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunhira

Kutunhira kuregerera kunoita vabereki mwana achiita zvakaipa, vachiti hazvina mhosva.

Verenga

Swipe for the next word