Duramazwi
Zvinoreva
Kutunira kusimudza musoro wakatarisa mudenga.
1

Kana nyika ikatunira masoja ayo kuhondo inenge yaaendesa kundorwa.
Kana munhu achitunira chimwe chinhu, anenge achichitya kana kuchizeza. Tichaona anotunira kufamba ega mumhindo.
Kutunira kusimudza musoro wakatarisa mudenga.
2
Kana munhu achitunira chimwe chinhu, anenge achichitya kana kuchizeza. Tichaona anotunira kufamba ega mumhindo.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tununika
Kana munhu achitununika anenge achingofamba zvisina chinangwa, akatarisa mudenga.
VerengaSwipe for the next word