KwaunobvaDuramazwiIirasa

Duramazwi

irasa

Zvinoreva

Kuirasa kuita zvinhu zvinozopedzisira zvovhiringa zvimwe mberi. Akairasa paakaita makuhwa achifunga kuti hazvizonzi-kwi.

1

Kuirasa kuita zvinhu zvinozopedzisira zvovhiringa zvimwe mberi. Akairasa paakaita makuhwa achifunga kuti hazvizonzi-kwi.

Uyazve aitonetsa kupfuura musikana uyu zvekuti mukangomudzosa kuve munhu munenge matoirasa chaiko.

Iyewo Natasha zvaakavaona akabva atoziva kuti aive airasa.

Ndakamhanya ndichienda panze ndokuvaona vave kutosvika kumain house vachifamba vachirasa rasa maoko kuratidza kuti vaipopota.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

iri

Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 5 na21. Iri basa rine mari chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word