KwaunobvaDuramazwiFfuro

Duramazwi · zita

furo

foam

mafurofurofuro

Zvinoreva

Furo inzvimbo imwe chete chete pakati pedzimwe dzinofudzirwa mombe.

Furo ndiro rinopupira panotutuma kana kuvhaidzwa zvinwiwa, kana kuti panokwizirwa sipo mumvura.

1

Furo inzvimbo imwe chete chete pakati pedzimwe dzinofudzirwa mombe.

Musi uyu mombe dzakarimiswa muswere wose, dzikatozosunungurwa dzava kupupira furo nomumukanwa.

Musipo rudzi rwemuti unoita mashizha anobuda furo kana aiswa mumvura, rinogezeswa.

Kana sipo ichinzi inotutuma inenge ichibudisa furo rakawanda kana ikakwizirwa.

2

Furo ndiro rinopupira panotutuma kana kuvhaidzwa zvinwiwa, kana kuti panokwizirwa sipo mumvura.

Musi uyu mombe dzakarimiswa muswere wose, dzikatozosunungurwa dzava kupupira furo nomumukanwa.

Musipo rudzi rwemuti unoita mashizha anobuda furo kana aiswa mumvura, rinogezeswa.

Tsviyo chirwere chinowisira munhu pasi, achigwinhagwinha nokubuda furo mumuromo.

Zvine chekuita

mafuro

Zvakafanana

furofuro

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furota

Kana chinhu chiri mumvura chichifurota chinenge chakatsigirwa nemvura chisinganyuri.

Verenga

Swipe for the next word