Duramazwi · zita
tii
tea
Duramazwi · zita
tea
Tii chinwiwa chinogadzirwa nemasamba nemvura inenge ya-
Tii chinwiwa chinogadzirwa nemasamba nemvura inenge ya-
Mazuva ese tapedza kudya sadza remanheru, amai vangu vanototi vabike tii yemuseredzero.
Ko zvamanwa tii, chingwa chasara here vakomana ven'ombe vanwewo.
Akaramba achifuridza tii yake nokuti aida kuitonhodza.
Duramazwi
01 / 03tiibhii
Tiibhii ihosha inowanzo-bata vanhu mumapapu kana muma-bondo avo, ichivapedza muviri nokuvakosoresa zvakasimbarara.
VerengaSwipe for the next word