KwaunobvaDuramazwiPpweveva

Duramazwi

pweveva

-serera

Zvinoreva

Kana chinhu changa chakambozvimba chikapweveva chinenge chisisina kuzvimba.

1

Kana mvura yemurwizi ikanzi yapweveva inenge isisina kuzara sezvayanga yakamboita.

2

Zvakafanana

-serera

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pwi pwi pwi

Kuti pwi pwi pwi kuseka zveunzenza zvekungofinyinyika zvisina basa.

Verenga

Swipe for the next word