KwaunobvaDuramazwiPpweva

Duramazwi

pweva

Zvinoreva

Kuva nechinhu chinokwenya kana kukonzeresa kuzvimba panze pemuviri.

1

Kuva nechinhu chinokwenya kana kukonzeresa kuzvimba panze pemuviri.

Kuninira kutapudza poto iri pamoto inenge yakazarisa, wozodzosera zvawabvisa kana yapweva.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pweveva

Kana chinhu changa chakambozvimba chikapweveva chinenge chisisina kuzvimba.

Verenga

Swipe for the next word