Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pwi pwi pwi kuseka zveunzenza zvekungofinyinyika zvisina basa.
1

Kuti pwi pwi pwi kuseka wakatsikitsira wakabata muromo, kunoitwa neanenge achiseka munyarikani.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwida
Kupwida kuseka munhu nekumutaurira zvinhu zvinomugumbura.
VerengaSwipe for the next word