KwaunobvaDuramazwiPpfugama

Duramazwi · chiito

pfugama

kneel

-gwadama

Zvinoreva

Kupfugama kupeta makumbo nemabvi, zvekuti mabvi ako anenge akagumha pasi.

1

Kupfugama kupeta makumbo nemabvi, zvekuti mabvi ako anenge akagumha pasi.

Akasviko pfugama semwana anga aine hunhu nyangwe zvake anga akuhushandisa zvisiririzvo hunhu hwacho.

Ndichipinda musitting room ndakawana mama mai Sipho vakapfugama vakatarisa pasi.

Tadiwa akasimuka kwave kupfugama pamberi pamai Mhofu.

Zvakafanana

-gwadama

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfugumu

Kuti pfugumu kutora chimedu pachinhu chakaoma asi chichipfupfunyuka.

Verenga

Swipe for the next word