Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfugada kupeta makumbo mumabvi, zvekuti mabvi acho anenge akatsika pasi.
1

Kuti pfugada kukombamisa mabvi uchiratidza rukudzo kumunhu mukuru, waunenge uchimhoresa kana kupa chimwe chinhu.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfugadara
Kuti pfugadara kukombamisa mabvi, uchiratidza rukudzo kumunhu waunenge uchimhorosa kana kupa chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word